Jeremia 40:8 BDMCS

8 vakauya kuna Gedharia paMizipa, Ishumaeri mwanakomana waNetania, Johanani naJonatani vanakomana vaKarea, naSeraya mwanakomana waTanhumeti, mwanakomana waEfai muNetafati, naJaazania mwanakomana womuMaakati, ivo navanhu vavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 40

Maonero Jeremia 40:8 akapoteredza