Jeremia 40:9 BDMCS

9 Gedharia mwanakomana waAhikami, mwanakomana waShafani, akapika mhiko yokuvasimbisa ivo navanhu vavo achiti, “Musatya kushandira vaBhabhironi. Garai henyu munyika mushandire mambo weBhabhironi, zvigokuitirai zvakanaka.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 40

Maonero Jeremia 40:9 akapoteredza