Jeremia 40:10 BDMCS

10 Ini pachangu ndichagara paMizipa kuti ndikumirirei pamberi pavaBhabhironi vanouya kwatiri, asi imi munofanira kukohwa waini, nezvibereko zvezhizha namafuta mugozviisa mumidziyo yenyu, mugogara mumaguta amakakunda.”

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 40

Maonero Jeremia 40:10 akapoteredza