Jeremia 44:28 BDMCS

28 Avo vachapukunyuka pamunondo vakadzokera kunyika yeJudha vachibva kuIjipiti vachava vashoma kwazvo. Ipapo vose vakasara vavaJudha vakauya kuzogara kuIjipiti vachaziva kuti shoko rinogara nderani, rangu kana ravo.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 44

Maonero Jeremia 44:28 akapoteredza