Jeremia 44:29 BDMCS

29 “ ‘Ichi ndicho chichava chiratidzo kwauri chokuti ndichakuranga panzvimbo ino,’ ndizvo zvinotaura Jehovha, ‘kuitira kuti muzive kuti mashoko eyambiro yangu pamusoro penyu achamira zvirokwazvo.’

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 44

Maonero Jeremia 44:29 akapoteredza