Jeremia 46:11 BDMCS

11 “Kwira kuGireadhi undotora bharimu, iwe Mwanasikana weIjipiti. Asi unongowanza mishonga pasina; kuporeswa kwako hapana.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 46

Maonero Jeremia 46:11 akapoteredza