Jeremia 46:12 BDMCS

12 Ndudzi dzichanzwa nezvokunyadziswa kwako; kuchema kwako kuchazadza nyika. Mhare ichabondera pane imwe mhare; vachawira pasi pamwe chete.”

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 46

Maonero Jeremia 46:12 akapoteredza