Jeremia 50:17 BDMCS

17 “Israeri makwai akapararira akadzingirwa kure neshumba. Akatanga kumudya akanga ari mambo weAsiria; akapedzisira kupwanya mapfupa ake ndiNebhukadhinezari mambo weBhabhironi.”

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 50

Maonero Jeremia 50:17 akapoteredza