Jeremia 50:18 BDMCS

18 Naizvozvo zvanzi naJehovha Wamasimba Ose, Mwari waIsraeri, “Ndicharanga mambo weBhabhironi nenyika yake, sokuranga kwandakaita mambo weAsiria.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 50

Maonero Jeremia 50:18 akapoteredza