Jeremia 50:24 BDMCS

24 Ndakakuisira musungo, iwe Bhabhironi, uye wakabatwa usati wazviziva; wakawanikwa ukapambwa nokuti wakapikisana naJehovha,

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 50

Maonero Jeremia 50:24 akapoteredza