Jeremia 50:42 BDMCS

42 Vakapakata uta namapfumo; vano utsinye uye havana tsitsi. Vanotinhira segungwa vakatasva mabhiza avo; vanouya vakaita savarume vakagadzirira kurwa, kuti vakurwise, iwe mwanasikana weBhabhironi.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 50

Maonero Jeremia 50:42 akapoteredza