Jeremia 50:43 BDMCS

43 Mambo weBhabhironi akanzwa guhu pamusoro pavo, maoko ake akapera simba. Kutya kwakamubata, kurwadziwa sekwomukadzi wosununguka.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 50

Maonero Jeremia 50:43 akapoteredza