Jeremia 50:9 BDMCS

9 Nokuti ndichamutsira Bhabhironi nokuisa pamusoro paro ndudzi huru dzakabatana dzinobva kumusoro. Vachazvigadzirira kurwa naro, uye richakundwa kubva nechokumusoro. Miseve yavo ichava semhare pakurwa, dzisingadzoki dzisina chadzakabata.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 50

Maonero Jeremia 50:9 akapoteredza