16 Paanotinhira, mvura yomumatenga inotinhira; anokwidza makore kubva kumigumo yenyika. Anotuma mheni pamwe chete nemvura, uye anouyisa mhepo kubva mumatura ake.
Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 51
Maonero Jeremia 51:16 akapoteredza