Jeremia 51:17 BDMCS

17 “Munhu mumwe nomumwe haana pfungwa uye haana zivo; mupfuri mumwe nomumwe wesimbi anonyadziswa nezvifananidzo zvake. Zvifananidzo zvake ndezvenhema; hazvina mweya mazviri.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 51

Maonero Jeremia 51:17 akapoteredza