Jeremia 51:33 BDMCS

33 Zvanzi naJehovha Wamasimba Ose, Mwari waIsraeri, “Mwanasikana weBhabhironi afanana neburiro panguva yokupura; nguva yokumukohwa ichasvika zvino zvino.”

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 51

Maonero Jeremia 51:33 akapoteredza