Jeremia 51:34 BDMCS

34 “Nebhukadhinezari mambo weBhabhironi akatidya, akatinyonganisa, akatiita chirongo chisina chinhu. Akatimedza senyoka, uye akazadza dumbu rake nezvinonaka zvedu, ipapo akatisvisvina.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 51

Maonero Jeremia 51:34 akapoteredza