Jeremia 52:21 BDMCS

21 Mbiru imwe neimwe yakanga ina makubhiti gumi namaserea pakureba uye makubhiti gumi namavirib pakupoterera; paukobvu imwe neimwe yaisvika minwe mina uye yaiva nemhango.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 52

Maonero Jeremia 52:21 akapoteredza