Jeremia 52:22 BDMCS

22 Musoro wendarira waiva pane imwe mbiru wakanga wakareba makubhiti anosvika mashanuc uye wakashongedzwa nezvakarukwa namatamba endarira zvaipoteredza. Imwe mbiru yakanga yakafanana nayo namatamba ayowo.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 52

Maonero Jeremia 52:22 akapoteredza