Jeremia 6:15 BDMCS

15 Ko, vanonyadziswa nokusemesa kwamafambiro avo here? Kwete, havana nyadzi zvachose; havambozivi kuratidza nyadzi. Naizvozvo vachawira pakati pavakawa; vachadzikiswa pandichavaranga,” Ndizvo zvinotaura Jehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 6

Maonero Jeremia 6:15 akapoteredza