Jeremia 6:16 BDMCS

16 Zvanzi naJehovha, “Mirai pamharadzano dzenzira muone; mubvunze nzira dzekare, mubvunze kune nzira yakanaka, mugofamba mairi, ipapo muchawana zororo romweya yenyu. Asi imi makati, ‘Hatizofambi mairi.’

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 6

Maonero Jeremia 6:16 akapoteredza