Jeremia 8:22 BDMCS

22 Ko, muGireadhi hamuna muti webharisamu here? Hakuna murapi ikoko here? Seiko zvino ronda ravanhu vangu risina kurapwa?

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 8

Maonero Jeremia 8:22 akapoteredza