Jeremia 9:1 BDMCS

1 Haiwa, dai musoro wangu waiva chitubu chemvura uye meso angu riri tsime remisodzi! Ndingadai ndaichema masikati nousiku nokuda kwavakaurayiwa vavanhu vangu.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 9

Maonero Jeremia 9:1 akapoteredza