Jobho 36:15 BDMCS

15 Asi vaya vanotambudzika anovarwira pakutambudzika kwavo; anotaura kwavari panguva yokurwadziwa kwavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Jobho 36

Maonero Jobho 36:15 akapoteredza