Joere 1:4 BDMCS

4 Zvakasiyiwa nefararira remhashu zvakadyiwa nemhashu dzemagutaguta; zvakasiyiwa nemhashu dzemagutaguta zvakadyiwa negwatagwata; zvakasiyiwa negwatagwata zvakadyiwa nedzimwewo mhashu.

Verenga chitsauko zvakakwana Joere 1

Maonero Joere 1:4 akapoteredza