Jona 1:10 BDMCS

10 Izvi zvakavatyisa uye vakabvunza vakati, “Watadzeiko?” (Vaiziva kuti aitiza kubva pamberi paJehovha, nokuti akanga atovaudza kudaro.)

Verenga chitsauko zvakakwana Jona 1

Maonero Jona 1:10 akapoteredza