Jona 1:11 BDMCS

11 Gungwa rakanga rotonyanya kupenga. Saka vakamubvunza vakati, “Ko, tinofanira kuitei kwauri kuti gungwa ritidzikamire?”

Verenga chitsauko zvakakwana Jona 1

Maonero Jona 1:11 akapoteredza