Jona 1:12 BDMCS

12 Akapindura achiti, “Ndisimudzei mundikande mugungwa, ipapo richanyarara. Ndinoziva kuti mhosva yangu ndiyo yaita kuti dutu guru iri rikuwirei.”

Verenga chitsauko zvakakwana Jona 1

Maonero Jona 1:12 akapoteredza