Jona 1:7 BDMCS

7 Ipapo vafambisi vechikepe vakati kuno mumwe nomumwe, “Uyai, tikande mijenya kuti tione kuti ndiani aita kuti tiwirwe nenjodzi iyi.” Vakakanda mijenya, mijenya ikawira pana Jona.

Verenga chitsauko zvakakwana Jona 1

Maonero Jona 1:7 akapoteredza