Jona 1:8 BDMCS

8 Saka vakamubvunza vakati, “Tiudze, ndiani aita kuti matambudziko ose aya atiwire? Unoita basa reiko? Unobvepiko? Nyika yako inonzi ani? Uri worudzi rupi?”

Verenga chitsauko zvakakwana Jona 1

Maonero Jona 1:8 akapoteredza