Joshua 1:5 BDMCS

5 Hakuna achagona kurwisana newe kwamazuva ose oupenyu hwako. Sezvandaiva naMozisi, ndichava newe; handizokusiyi kana kukurasa.

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 1

Maonero Joshua 1:5 akapoteredza