6 “Simba utsunge mwoyo, nokuti uchatungamirira vanhu ava kuti vatore nyika yandakapikira madzitateguru avo kuti ndivape senhaka yavo.
Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 1
Maonero Joshua 1:6 akapoteredza