Joshua 10:26 BDMCS

26 Ipapo Joshua akavabaya akauraya madzimambo aya ndokuvasungirira pamiti mishanu, uye vakasiyiwa vakarembera pamiti kusvikira madekwana.

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 10

Maonero Joshua 10:26 akapoteredza