Joshua 10:27 BDMCS

27 Zuva rava kuvira Joshua akarayira vanhu vakavaturura mumiti ndokuvakanda mubako mavakanga vambovanda. Vakaisa matombo makuru pamuromo webako, ayo achiripo nanhasi.

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 10

Maonero Joshua 10:27 akapoteredza