Joshua 10:28 BDMCS

28 Musi iwoyo Joshua akatora Makedha. Akabayira guta namambo waro nomunondo akaparadza zvachose vanhu vose vakanga varimo. Haana kusiya vapenyu. Uye akaita kuna mambo weMakedha sezvaakaita kuna mambo weJeriko.

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 10

Maonero Joshua 10:28 akapoteredza