Joshua 17:3 BDMCS

3 Zvino Zerofeadhi mwanakomana waHeferi, mwanakomana waGireadhi, mwanakomana waMakiri, mwanakomana waManase, akanga asina vanakomana asi vanasikana chete. Mazita avo aiti Mara, Noa, Hogira, Mirika, naTizira.

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 17

Maonero Joshua 17:3 akapoteredza