Joshua 17:4 BDMCS

4 Ivo vakaenda kuna Ereazari muprista nokuna Joshua mwanakomana waNuni, nokuvatungamiri vakandoti, “Jehovha akarayira Mozisi kuti atipe nhaka pakati pehama dzedu.” Naizvozvo Joshua akavapa nhaka pamwe chete navanun'una vababa vavo, sezvakanga zvarayirwa naJehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 17

Maonero Joshua 17:4 akapoteredza