28 Zera, Haerefi guta ravaJebhusi, (iro Jerusarema) Gibhea neKiriati, maguta gumi namana pamwe chete nemisha yawo.Iyi ndiyo yakanga iri nhaka yemhuri dzaBhenjamini.
Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 18
Maonero Joshua 18:28 akapoteredza