Joshua 19:1 BDMCS

1 Mugove wechipiri wakapiwa kuna Simeoni, imba neimba. Nhaka yavo yakanga iri pakati penyika yavaJudha.

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 19

Maonero Joshua 19:1 akapoteredza