Joshua 18:3 BDMCS

3 Saka Joshua akati kuvaIsraeri, “Muchamirira kusvika rinhiko musati matora nyika yamakapiwa naJehovha Mwari wamadzibaba enyu?

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 18

Maonero Joshua 18:3 akapoteredza