Joshua 18:4 BDMCS

4 Zvitsaurirei varume vatatu kurudzi rumwe norumwe. Ndichavatuma kuti vanoshora nyika uye kuti vagonyora vachirondedzera zvayakaita maererano nenhaka imwe neimwe. Ipapo vachadzoka kwandiri.

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 18

Maonero Joshua 18:4 akapoteredza