Joshua 19:12 BDMCS

12 Wakanga uchidzokera kumabvazuva uchibva kuSaridhi wakananga kumabvazuva uchienda kunyika yeKisiroti Tabhori ndokupfuurira kuDhabherati uchindokwidza kuJaifa.

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 19

Maonero Joshua 19:12 akapoteredza