Joshua 19:13 BDMCS

13 Ipapo wakaramba wakananga kumabvazuva uchienda kuGati Hefa neEti Kazini; uchindobudira paRimoni ndokudzoka wakananga kuNea.

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 19

Maonero Joshua 19:13 akapoteredza