Joshua 19:9 BDMCS

9 Nhaka yavaSimeoni yakanga yatorwa pamugove waJudha, nokuti mugove waJudha wakanga wakanyanya kupfuura zvavaida. Saka vaSimeoni vakapiwa nhaka mukati menyika yaJudha.

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 19

Maonero Joshua 19:9 akapoteredza