Joshua 23:13 BDMCS

13 ipapo zvirokwazvo Jehovha Mwari wenyu haangazodzingi ndudzi pamberi penyu. Asi vachava musungo neriva kwamuri, netyava kumisana yenyu neminzwa pameso enyu, kusvikira mapera panyika ino yakanaka, yamakapiwa naJehovha Mwari wenyu.

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 23

Maonero Joshua 23:13 akapoteredza