Joshua 23:14 BDMCS

14 “Zvino ini ndava kuenda nenzira yenyika yose. Imi munoziva mumwoyo yenyu yose nomumweya yenyu yose, kuti hapana chinhu chimwe pazvose zvakanaka zvakavimbiswa naJehovha Mwari wenyu chakakona.

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 23

Maonero Joshua 23:14 akapoteredza