Joshua 23:15 BDMCS

15 Asi sezvo zvakanaka zvose zvakavimbiswa naJehovha Mwari wenyu zvakaitika, saizvozvo Jehovha achauyisa pamusoro penyu zvakaipa zvose zvaakareva kusvikira akuparadzai panyika iyi yakanaka, yaakakupai.

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 23

Maonero Joshua 23:15 akapoteredza