Joshua 23:16 BDMCS

16 Kana mukaputsa sungano yaJehovha Mwari wenyu, yaakakurayirai, mukandoshumira vamwe vamwari uye mukavapfugamira kutsamwa kwaJehovha kuchakumukirai, mukakurumidza kuparara panyika yakanaka yaakakupai.”

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 23

Maonero Joshua 23:16 akapoteredza