Joshua 4:10 BDMCS

10 Vaprista vakanga vakatakura areka vakaramba vakamira pakati peJorodhani kusvikira zvose zvakanga zvarayirwa Joshua naJehovha zvaitwa navanhu, sokurayirwa kwakanga kwaitwa Joshua naMozisi. Vanhu vakakurumidza kuyambuka

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 4

Maonero Joshua 4:10 akapoteredza