Joshua 4:9 BDMCS

9 Joshua akamisa matombo gumi namaviri akanga ari pakati peJorodhani pakanga pakamira vaprista vakanga vakatakura areka yesungano. Uye achiripo nanhasi uno.

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 4

Maonero Joshua 4:9 akapoteredza